Ruka 20:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka vasori vakamubvunza vachiti, “Mudzidzisi, tinoziva kuti munotaura uye munodzidzisa zvakarurama, uye kuti hamusi mutsauri wavanhu asi munodzidzisa nzira yaMwari zviri maererano nezvokwadi.

Ruka 20

Ruka 20:12-29