Ruka 20:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vadzidzisi vomurayiro navaprista vakuru vakatsvaka nzira yokumusunga pakarepo, nokuti vaiziva kuti akanga ataura mufananidzo uyu pamusoro pavo. Asi vakanga vachitya vanhu.

Ruka 20

Ruka 20:17-24