Ruka 20:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Achauya agouraya varimi avo agopa vamwe varimi munda womuzambiringa.” Vanhu vakati vanzwa izvozvo, vakati, “Dai zvakadai zvikasatomboitika!”

Ruka 20

Ruka 20:12-18