Ruka 2:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mutumwa waShe akazviratidza kwavari, uye kubwinya kwaJehovha kwakavakomba, uye vakatya kwazvo.

Ruka 2

Ruka 2:8-18