Ruka 2:51-52 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS) Ipapo akaburuka navo kuNazareta uye akavateerera. Asi mai vake vakachengeta zvinhu zvose izvi mumwoyo mavo.