Ruka 2:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pazuva rorusere, nguva yokudzingiswa kwake yasvika, akatumidzwa zita rokuti Jesu, zita raakanga apiwa nomutumwa asati aumbwa mudumbu.

Ruka 2

Ruka 2:15-28