Ruka 2:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vatumwa vakati vabva kwavari uye vaenda kudenga, vafudzi vakataurirana vachiti, “Handei kuBheterehema tindoona chinhu chaitika ichi, chataudzwa nezvacho naShe.”

Ruka 2

Ruka 2:11-16