Ruka 19:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Zakeo akasimuka akamira pamberi paShe akati, “Tarirai, Ishe! Pano, uye iye zvino, ndinopa hafu yepfuma yangu kuvarombo, uye kana ndakanyengera ani zvake pachinhu chipi zvacho, ndichadzosera zvava zvina.”

Ruka 19

Ruka 19:1-17