Ruka 19:46 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati kwavari, “Kwakanyorwa kuchinzi, ‘Imba yangu ichava yokunyengeterera,’ asi mava kuiita ‘bako ramakororo.’ ”

Ruka 19

Ruka 19:44-48