Ruka 19:44 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vachakupwanyira pasi, iwe navana vari mukati mamasvingo ako. Havazongosiyi ibwe pamusoro perimwe nokuti hauna kuziva nguva yokushanyirwa kwako naMwari.”

Ruka 19

Ruka 19:35-48