Ruka 19:42 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

akati, “Dai iwe, kunyange iyewe, waiziva chete pazuva rino zvinhu zvaizokupa rugare, asi zvino zvakavanzwa pameso ako.

Ruka 19

Ruka 19:36-48