Ruka 19:37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati asvika pedyo nenzvimbo ine nzira yaitenukira paGomo reMiorivhi, vazhinji vose vavadzidzi vakatanga kupembera vachirumbidza Mwari namanzwi makuru nokuda kwezviratidzo zvose zvavakanga vaona, vachiti:

Ruka 19

Ruka 19:35-45