Ruka 19:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akauya achida kuona Jesu kuti ndiani, asi nokuda kwokuti akanga ari munhu mupfupi, akatadza kuona nokuda kwavanhu vazhinji.

Ruka 19

Ruka 19:1-7