Ruka 19:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Iye akapindura akati, ‘Ndinoti kwamuri, mumwe nomumwe anazvo, achapiwa zvimwe, asi uyo asina, achatorerwa kunyange nechaanacho.

Ruka 19

Ruka 19:17-33