Ruka 19:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pavakanga vachiri kuteerera izvozvo, akaenderera mberi achivaudza mufananidzo, nokuti akanga ava pedyo neJerusarema uye vanhu vakafunga kuti umambo hwaMwari hwaizokurumidza kuonekwa pakarepo.

Ruka 19

Ruka 19:5-20