Ruka 18:41-43 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

41. “Unoda kuti ndikuitireiko?”Iye akapindura akati, “Ishe, ndinoda kuti ndione.”

42. Jesu akati kwaari, “Chiona; kutenda kwako kwakuporesa.”

43. Pakarepo akaona akatevera Jesu, achirumbidza Mwari. Vanhu vose vakati vachizviona, naivowo vakarumbidza Mwari.

Ruka 18