Ruka 18:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akati achinzwa izvi, akati kwaari, “Uchiri kushayiwa chinhu chimwe chete. Tengesa zvose zvaunazvo ugopa varombo, ugozova nepfuma kudenga. Ipapo, ugouya unditevere.”

Ruka 18

Ruka 18:16-27