Ruka 18:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Jesu akadanira vana kwaari achiti, “Regai vana vaduku vauye kwandiri, uye musavadzivisa, nokuti umambo hwaMwari ndohwavakadai.

Ruka 18

Ruka 18:14-24