Ruka 18:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ndinokuudzai kuti munhu uyu, akadzokera kumba kwake aruramiswa pamberi paMwari kupinda muFarisi. Nokuti mumwe nomumwe anozvikudza achaninipiswa, uye uyo anozvininipisa achakudzwa.”

Ruka 18

Ruka 18:12-20