Ruka 18:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

MuFarisi akasimuka akazvinyengeterera achiti, ‘Mwari, ndinokuvongai nokuti handina kufanana navamwe vanhu, makororo, vaiti vezvakaipa, mhombwe, kana kunyange muteresi uyu.

Ruka 18

Ruka 18:8-15