Ruka 17:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pazuva iro hakuna munhu ari pamusoro pedenga remba, ane nhumbi dzake mukati memba, anofanira kuburuka kuti andodzitora. Saizvozvowo, hakuna munhu ari kumunda achadzokera chinhu chero chipi zvacho.

Ruka 17

Ruka 17:22-37