Ruka 17:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu vaidya, vachinwa, vachiwana nokuwaniswa kusvikira zuva rakapinda Noa muareka. Ipapo mafashamu akasvika akavaparadza vose.

Ruka 17

Ruka 17:25-35