Ruka 16:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Saka akadana mumwe nomumwe akanga ane chikwereti natenzi wake. Akabvunza wokutanga akati, ‘Une chikwereti chakaita sei iwe kuna tenzi wangu?’

Ruka 16

Ruka 16:1-7