Ruka 16:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye pamusoro paizvozvo zvose, pano mukaha mukuru wakaiswa pakati pedu newe, kuitira kuti vanoda kubva kuno kuti vauye ikoko vakonewe, uye hakuna munhu angayambuka achibva ikoko achiuya kwatiri.’

Ruka 16

Ruka 16:16-31