Ruka 16:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ari mugehena, umo maairwadziwa, akatarisa kumusoro akaona Abhurahama ari kure, naRazaro ari pachipfuva chake.

Ruka 16

Ruka 16:16-24