Ruka 16:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye akati kwavari, “Imi munozviruramisira pamberi pavanhu, asi Mwari anoziva mwoyo yenyu. Zvinhu zvinokudzwa pakati pavanhu zvinonyangadza pamberi paMwari.

Ruka 16

Ruka 16:12-19