Ruka 16:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Hakuna muranda angagona kushandira vatenzi vaviri. Nokuti achavenga mumwe agoda mumwe, kana kuti achanamatira kuno mumwe uye agozvidza mumwe. Hazvigoni kuti ushandire Mwari nepfuma.”

Ruka 16

Ruka 16:4-18