Ruka 16:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ani naani anogona kutendeka pane zvinhu zviduku anogonawo kutendeka pane zvakawanda, uye ani naani asina kutendeka pazvinhu zviduku duku achavawo asina kutendeka pane zvakawanda.

Ruka 16

Ruka 16:2-12