Ruka 15:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

agoenda kumba. Ipapo anodana shamwari dzake navavakidzani pamwe chete agoti kwavari, ‘Farai pamwe chete neni nokuti ndawana gwai rangu rakanga rarasika.’

Ruka 15

Ruka 15:2-12