Ruka 15:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ndianiko pakati penyu kana ane makwai zana, rimwe racho kana rikarasika, asingasiyi makumi mapfumbamwe namapfumbamwe kumafuro achindotsvaka gwai rakarasika kusvikira ariwana?

Ruka 15

Ruka 15:2-14