Ruka 15:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi akapindura baba vake akati, ‘Tarirai! Makore ose aya ndanga ndichikushandirai uye handina kusamboteerera mirayiro yenyu. Asi hamuna kutongondipa chimbudzana kuti ndipemberewo neshamwari dzangu.

Ruka 15

Ruka 15:28-32