Ruka 15:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muranda akapindura akati, ‘Munun'una wenyu auya uye baba venyu vamubayira mhuru yakakodzwa nokuti adzoka ari mupenyu uye akasimba.’

Ruka 15

Ruka 15:26-28