Ruka 15:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Asi baba vakati kuvaranda vavo, ‘Kurumidzai! Uyai nenguo dzakaisvonaka mumupfekedze. Muise mhete pamunwe wake neshangu mutsoka dzake.

Ruka 15

Ruka 15:16-28