Ruka 15:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Saka akasimuka akaenda kuna baba vake. Asi akati achiri kure, baba vake vakamuona uye vakamunzwira tsitsi; vakamhanyira kumwanakomana wavo, vakamumbundikira uye vakamutsvoda.

Ruka 15

Ruka 15:18-25