Ruka 14:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Kana mumwe akakukoka kumuchato, usazvisarudzira nzvimbo yapamberi, nokuti mumwe munhu anokudzwa kupfuura iwe angadaro akakokwa.

Ruka 14

Ruka 14:5-9