Ruka 14:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Kana kuti tomboti mambo ava kuda kuenda kuhondo kundorwa nomumwe mambo. Haatangi kugara pasi here kuti aone kana angagona kundorwa navanhu zviuru gumi, achipikisana nouyo ari kuuya kuzorwa naye ane vanhu zviuru makumi maviri?

Ruka 14

Ruka 14:30-35