Ruka 14:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Kana munhu upi zvake achiuya kwandiri uye asingavengi baba vake namai vake, mukadzi wake navana vake, vanun'una vake nehanzvadzi dzake, hongu, kunyange noupenyu hwake, haangavi mudzidzi wangu.

Ruka 14

Ruka 14:18-33