Ruka 14:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ipapo tenzi akaudza muranda wake akati, ‘Buda uende kumigwagwa nokunzira dzomumaruwa undovakoka kuti vapinde, kuitira kuti imba yangu izare.

Ruka 14

Ruka 14:19-32