Ruka 14:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Muranda akadzoka akandozivisa izvi kuna tenzi wake. Ipapo muridzi wemba akatsamwa kwazvo akarayira muranda wake achiti, ‘Buda uende nokukurumidza munzira dzomumisha nedzomuguta undouya navarombo, zvirema, mapofu navanokamhina.

Ruka 14

Ruka 14:17-24