Ruka 14:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi kana wakokwa, utore chigaro cheshure, kuitira kuti kana akukoka ouya, azoti kwauri, ‘Shamwari, simuka uende kundogara panzvimbo iri nani.’ Ipapo ucharemekedzwa pamberi pavose vawakakokwa pamwe chete navo.

Ruka 14

Ruka 14:3-12