Ruka 13:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana vaya gumi navasere vakafa pavakawirwa neshongwe yeSiroami, munofunga kuti vakanga vane mhosva kukunda vamwe vose vaigara muJerusarema here?

Ruka 13

Ruka 13:1-13