Ruka 13:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akapindura akati, “Endai munoudza gava iro kuti, ‘Ndichadzinga madhimoni nokuporesa vanhu nhasi namangwana, uye pazuva retatu ndichapedzisa basa rangu.’

Ruka 13

Ruka 13:28-35