Ruka 13:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu vachabva kumabvazuva nokumavirira, nokumusoro nezasi, uye vachagara pazvigaro zvavo pamabiko muumambo hwaMwari.

Ruka 13

Ruka 13:25-35