Ruka 13:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muridzi wemba akangodzimara asimuka akapfiga mukova, imi muchamira kunze muchigogodza uye muchiteterera, muchiti, ‘Ishe, tizarurireiwo mukova.’“Asi achapindura achiti, ‘Handikuzivei, kana kwamunobva.’

Ruka 13

Ruka 13:17-35