Ruka 13:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mukuru wesinagoge akatsamwa nokuti Jesu akanga aporesa mukadzi uyu nomusi weSabata, akati kuvanhu, “Pane mazuva matanhatu okushanda. Saka munofanira kuuya kuzoporeswa pamazuva iwayo, kwete nomusi weSabata.”

Ruka 13

Ruka 13:6-16