Ruka 12:54 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati kuvanhu vazhinji, “Pamunoona gore richikwira kumavirira, pakarepo munoti, ‘Kuchanaya,’ zvigoita saizvozvo.

Ruka 12

Ruka 12:48-59