Ruka 12:37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvichava zvakanaka kuvaranda avo vachawanikwa natenzi wavo vakarindira paanodzoka. Ndinokuudzai chokwadi kuti achazvishongedza iye pachake kuti ashande, achaita kuti vagare patafura agouya avashandire.

Ruka 12

Ruka 12:32-39