Ruka 12:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Fungai maruva kuti anomera sei. Haabati kana kuruka, asi ndinoti kwamuri, kunyange naSoromoni mukubwinya kwake kwose haana kuzvipfekedza serimwe raaya.

Ruka 12

Ruka 12:25-29