Ruka 12:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Fungai makunguo nokuti haadyari kana kucheka, haana tsapi kana dura, asi Mwari anoapa zvokudya. Uye imi munopfuura shiri sei!

Ruka 12

Ruka 12:18-25