Ruka 12:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akapindura akati, “Iwe murume, ndianiko akandigadza kuti ndive mutongi kana mugoveri pakati penyu?”

Ruka 12

Ruka 12:10-23